Download as pdf or txt
Download as pdf or txt
You are on page 1of 2

Fananidzo

tsubvu duri dahwa njanji


chigutswa mimba bere nyoka
huku gudo dora mvumba
mukaka rwaivhi chidembo mhiripiri
hwai chidembo kunze nguruve

1. Anoba 6. Anovheyesa maziso se


segudo_____ rwaivhi_____

2. Akarwa 7. Anodyisa zvakanyanya se dora____


semvumba _____

3. Kuchena 8. Kungwarira paduri sehuku______


semhukaka_____

4. Kutsvuka 9. Kupfava /kunyorova se


semhiripiri_____ _mbvumba_____

5. Mutema 10. Akapfupika se _duri_______


setsubvu_____

11. Zirume riye rine madyo se kunze____________________


12. Uyu munhu anoruta zvekurwera rute se bere____________
13. Ane mukanwa munonhuwa se____chidembo
______________
14. Vakomana vakamhanya kusvikira vaneta
se__chigutswa_________
15. Mutambo wetsiva unoda vakasimba kunge __njanji
_______
16. Pane vamwe vanhu vane hwoni se ____nyoka________
inoruma chaisingadye.
17. Haangambochaira motokari nekuti ane hope sedze
_dahwa________________
18. Munhu ane muviri mukuru tinoti akafuta se nguruve
______________
19. Ane chinono seche _rwaivhi _____________
20. Akarwadziwa semukadzi ane __mimba
_________

You might also like